LOADING ...

Todii

Song info

"Todii" (2013)

"Todii" Videos

Oliver Mtukudzi - Todii
Oliver Mtukudzi - Todii
Oliver Mtukudzi  - Todii (Translation Lyrics)
Oliver Mtukudzi - Todii (Translation Lyrics)
Oliver "Tuku" Mtukudzi: NPR Music Tiny Desk Concert
Oliver "Tuku" Mtukudzi: NPR Music Tiny Desk Concert
Zimpraise Feat Oliver Mtukudzi  - Todii
Zimpraise Feat Oliver Mtukudzi - Todii
Oliver Mtukudzi - Todii
Oliver Mtukudzi - Todii
Oliver Mtukudzi - Neria
Oliver Mtukudzi - Neria
Todii - Oliver Mtukudzi with the Combined Schools Orchestra and Choir
Todii - Oliver Mtukudzi with the Combined Schools Orchestra and Choir
Oliver Mtukudzi - Todii
Oliver Mtukudzi - Todii
Oliver Mtukudzi Performs Todii LIVE at The Koroga Festival
Oliver Mtukudzi Performs Todii LIVE at The Koroga Festival
Lady JAYDEE Alivyoimba "Todii" ya Oliver Mtukudzi kutoa heshima kwake Kwenye HOMA TV E #LADYJAYDEE
Lady JAYDEE Alivyoimba "Todii" ya Oliver Mtukudzi kutoa heshima kwake Kwenye HOMA TV E #LADYJAYDEE
Oliver Mtukudzi  - Todii
Oliver Mtukudzi - Todii
Oliver Mtukudzi - Todii Lyrics
Oliver Mtukudzi - Todii Lyrics
Oliver Mtukudzi - Todii ( Eng Translation lyrics)
Oliver Mtukudzi - Todii ( Eng Translation lyrics)
2. Dj Obza - Todii Ft Mr Brown & Prince Benza
2. Dj Obza - Todii Ft Mr Brown & Prince Benza
Easy guitar lesson for Todii by Oliver Mtukudzi
Easy guitar lesson for Todii by Oliver Mtukudzi
Todii (Feat. Hugh Masekela) (Live)
Todii (Feat. Hugh Masekela) (Live)
Oliver Mtukudzi - todii (tutorial  part1&2 by CamGuitar)
Oliver Mtukudzi - todii (tutorial part1&2 by CamGuitar)
David & Oliver Mtukudzi perform Todii (acoustic duet)
David & Oliver Mtukudzi perform Todii (acoustic duet)
Zimpraise Feat Oliver Mtukudzi (Hear Me Lord)
Zimpraise Feat Oliver Mtukudzi (Hear Me Lord)
How to play Oliver Mtukudzi  Todii song step by step tutorial
How to play Oliver Mtukudzi Todii song step by step tutorial

Lyrics

Chorus
Hooo todini senzeni What shall we do
What shall we do,
tingadii Senzenjani, what shall we do
What shall we do
Zvinorwadza sei kurera rufu mumaokohow
painful it is to look after someone u know is gonna die
Kana uinawo utachiwana
When they have AIDS
Zvinorwadza sei kuchengeta rufu mumaoko
This person has gotten something that will lead to their death
Kana uinawo utachiwana
When they have AIDS
Bva zvamabata pamuviri pasina raramo
Death has been made manifest
Kana uinawo utachiwana
When they have AIDS
Bva zvapatumbuka pamuviri pasina raramo
This is a condition that will not spare them
Kana uinawo utachiwana
When they have AIDS
Chorus
Senzeni What shall we do
Tingadii What shall we do
What shall we do
Chorus
Zvinorwadza sei kubhinywa ewaugere naye
How painful it is for the person you live with to murder you Kana uinawo utachiwana
When they have AIDS
Zvinorwadza sei kubhinywa neakabvisa pfuma
How painful for the one who paid your bride price to kill you
Kana uinawo utachiwana
When they have AIDS
Achiziva unahwo hutachiwana
When they know they are infected
Kana uinawo utachiwana
When they have AIDS
Ende uchiziva Unahwo utachiwana
When they have AIDS
Kana uinawo utachiwana
When they have AIDS
Chorus
Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (utachiwana)
There is no repentance or turning back after death Dondipaiwo mazano
We have run out of ideas

Repeat Chorus

Albums has song "Todii"